1 Samuel 28:7 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Zvino Sauri wakati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi unomukirwa ngomweya wokufembera, kuti ndiende kwaari, ndibvunze kwaari.” Varanda vake vakati kwaari, “Ringirai, uripo mukadzi muEnidhori unomukirwa.”

Recommended Reading