2 Kings 4:40 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Ndizvo vakaburira vanhu kuti vadye. Asi apo vachadya zvokudya vakaboorera vechiti, “A munhu waMwari, munorufu muhari!” Avazi kuchakona kuadya.