2 Samuel 13:11 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Asi apo paakazviunza kwaari kuti adye, wakamubata, wakati kwaari, “Uya, uatane neni, hanzvadzi yangu.”