Genesis 26:28 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Vakati, “Taona pamhene kuti Mambo Mwari unewe, ndizvo tinoti, ‘Zvino ngakuapo mhiko pakati pako nesu, ngatiite chitenderano newe,