Isaiah 36:10 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Zvakanyadaro ndakauya ndisina simba raMambo Mwari here kurwa neiyi nyika nokuiparadza? Mambo Mwari wakati kwendiri, “Kwira, urwe nenyika iyi uiparadze.”