bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Bible
/
Compare Judges 18:2
Judges 18:2 — Compare Translations
1 translations compared side by side
ndau
Ndizvo vana vaDhani vakatuma vanhu vashanu vedzinza ravo kubva kumigano yavo, vamuna vanoshinga, kubva Zora nokubva Eshitaori, kuti vanengere nyika nokuiona; vakati kwavari, “Endai munengere nyika.” Naapo vaguma kunyika yemitunhu yeEfuremu, kumhatso yaMikha, vakaata apo.