Judges 19:4 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Nomuzvere wake, baba omusikana, vakamuaraidza; naye wakagara navo mazuva matatu. Ndizvo vakadya vakamwa nokuata apo.