Leviticus 25:36 — Compare Translations

1 translations compared side by side

ndau
Usatora kubva kwaari uyirwa nokuti zvinowanzirwa, asi unozotya Mwari wako; kuti hama yako igare newe.