1 Chronicles 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJavani: Erisha, naTarshishi, naKitimi, naRodanimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaJavhani vaiva: Erisha, Tashishi, muKitimi nomuRodhanimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vaJavhani: vakomana ndiErisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi.
Shona 2009?
Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTashishi, naKitimi, naRodhanimi.