1 Chronicles 10:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋeJabeshi‐gireadi ʋakati ʋanzwa ɀose ɀakaŋga ɀaitirwa Sauro naʋaFiristia,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vagari vose vomuJabheshi Gireadhi pavakanzwa zvose zvakanga zvaitwa navaFiristia kuna Sauro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vokuJabheshi kwaGireadhi pavakanzwa zvakanga zvaitwa nevaFirisitia kuna Sauro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vaJabheshigireadhi vakati vanzwa zvose zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vaJabheshiGiriyadhi vakati vanzwa zvose zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vaJabheshi-giriyadhi vakati vanzwa zvose zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,