1 Chronicles 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Sauro akafa nokuɗa kwokuɗarika kwake kwaakaitira Jehova, ʋuye nokuɗa kweshoko raJehova raasina‐kuceŋgeta; ʋuye nokuti wakatȿaka mano kuȿikiro, kubvunza naro,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akafa nokuti akanga asina kutendeka kuna Jehovha, haana kuchengeta shoko raJehovha uyezve akandobvunzira kumasvikiro kuti atungamirirwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Sauro akafa pamusana pokusatendeka kwake. Paasina kutendeka kuna Tenzi ndeapa pokuti haana kuchengeta mutemo waTenzi uyewo akandobvunzira kune anosvikirwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Sauro akafa nokuda kwokudarika kwake kwaakaitira Jehovha, uye nokuda kweshoko raJehovha raasina kuchengeta; uye nokuti akatsvaka mano kusvikiro, kubvunza naro,
Shona 2009?
Naizvozvo Sauro akafa nokuda kokudarika kwake kwaakaitira Jehovha, uye nokuda kweshoko raJehovha raasina kuchengeta; uye nokuti akatsvaka mano kusvikiro, kubvunza naro,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Sauro akafa nokuda kwokudarika kwake kwaakaitira Jehovha, uye nokuda kweshoko raJehovha raasina kuchengeta; uye nokuti akatsvaka mano kusvikiro, kubvunza naro,