1 Chronicles 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akasabvunza Jehova; naiɀoɀo wakamuʋuraya, akaisa ʋushe kunaDavidi mŋanakomana waJese.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kubvunza kuna Jehovha. Saka Jehovha akamuuraya uye akapa umambo kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achitsvaka mazano asingatsvake mazano kuna Tenzi. Naizvozvo Tenzi akamuuraya umambo ndokuhuisa pana Dhavhidhi mwanakomana waJese.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasabvunza Jehovha; naizvozvo wakamuuraya, akaisa ushe kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese.
Shona 2009?
akasabvunza Jehovha; naizvozvo wakamuuraya, akaisa ushe kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese.
Shona SUB 2002 Bible
akasabvunza Jehovha; naizvozvo wakamuuraya, akaisa ushe kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese.