1 Chronicles 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana ʋaFiristia ʋakati ʋaciʋuya kuzokunuŋgura ʋakaŋga ʋaʋurawa, ʋakawana Sauro naʋanakomana ʋake ʋatatu ʋakafa pagomo reGirboa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva raitevera, vaFiristia pavakauya kuzokutunura nhumbi dzavakanga vafa; vakawana Sauro navanakomana vake vakafa pagomo reGiribhoa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho vaFirisitia pavakaenda kundotora zvaiva pazvitunha vakawana Sauro navana vake vakomana vakati kan'an'a kuGomo reGiribhoa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana vaFirisitia vakati vachiuya kuzokunungura vakanga vaurawa, vakawana Sauro navanakomana vake vatatu vakafa pagomo reGiribhoa.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana vaFirisitia vakati vachiuya kuzosunungura vakanga vaurawa, vakawana Sauro navanakomana vake vatatu vakafa pagomo reGiribhoa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana vaFirisitia vakati vachiuya kuzokunungura vakanga vaurayiwa, vakawana Sauro navanakomana vake vatatu vakafa pagomo reGiribhoa.