1 Chronicles 11:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaIsraeri ʋose ʋakaʋuŋgana kunaDavidi paHebroni, ʋakati: Tarirai, isu tiri mafupa enyu nenyama yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vose vakaungana kuna Dhavhidhi paHebhuroni vakati, “Isu tiri nyama yenyu neropa renyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaIsiraeri vose vakauya kuna Dhavhidhi kuHebhuroni vakati, “Zvamunoona izvozvi tiri hama nehama, vanhu veropa rimwechete chairo nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaIsiraeri vose vakaungana kuna Dhavhidhi paHebhuroni, vakati, “Tarirai, isu tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.
Shona 2009?
Zvino vaIsiraeri vose vakaungana kuna Dhavhidhi paHebhuroni, vakati, "Tarirai, isu tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaIsiraeri vose vakaungana kuna Dhavhidhi paHebhuroni, vakati, “Tarirai, isu tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.