1 Chronicles 11:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akapaŋga, akati: Haiwa! ɗai mumŋe acindipa mvura yetsime reBeti‐rehemi, riri pasuʋo, ndinwe!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akanzwa nyota uye akati, “Haiwa, dai mumwe munhu ainondicherera mvura yokunwa kubva mutsime riri pedyo nesuo reBheterehema!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akanzwa nenyota akati dai waro pangowana mumwe anonditekera mvura yokunwa kutsime rokuBetirehemu riri pedyo nesuwo guru raro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akapanga, akati, “Haiwa! Dai mumwe achindipa mvura yetsime reBheterehemu, riri pasuo, ndinwe!”
Shona 2009?
Dhavhidhi akapanga, akati, "Haiwa! Dai mumwe achindipa mvura yetsime reBheterehemu, riri pasuo, ndimwe!"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akapanga, akati, “Haiwa! Dai mumwe achindipa mvura yetsime reBhetirehemu, riri pasuwo, ndinwe!”