1 Chronicles 11:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abishai munuŋuna waJoabi, ndiye wakaŋga ari mukuru waʋatatu aʋo, nokuti wakasimudza pfumo rake akarwa naʋanamazana matatu, akaʋaʋuraya; akaʋa nomukurumbira pakati paʋatatu aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhishai munun'una waJoabhu akanga ari mukuru waVatatu Ava. Akasimudza pfumo rake kuti arwise varume mazana matatu, akavauraya, uye akava nomukurumbira saVatatu Vaya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhishai munun'una waJoabhu ndiye aiva mukuru mukuru wavo vari makumi matatu. Akarwisa varume mazana matatu nepfumo rake akavauraya akazviwanira zita pamwechete navatatu vaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhishai munun'una waJoabhu, ndiye akanga ari mukuru wavatatu avo, nokuti akasimudza pfumo rake akarwa navana mazana matatu, akavauraya; akava nomukurumbira pakati pavatatu avo.
Shona 2009?
Abhishai munun'una waJoabhu, ndiye akanga ari mukuru wavatatu avo, nokuti akasimudza pfumo rake akarwa navana mazana matatu, akavauraya; akava nomukurumbira pakati pavatatu avo.
Shona SUB 2002 Bible
Abhishai munun'una waJoabhu, ndiye akanga ari mukuru wavatatu avo, nokuti akasimudza pfumo rake akarwa navana mazana matatu, akavauraya; akava nomukurumbira pakati pavatatu avo.