1 Chronicles 11:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋatatu ndiye wakaŋga anembiri kukunda ʋamŋe ʋaʋiri, akaʋa mukuru waʋo; asi haana‐kuenzana naʋatatu ʋokutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaremekedzwa zvakapetwa kaviri pamusoro paVatatu Vaya uye akaitwa mutungamiri wavo, kunyange zvazvo akanga asina kuverengerwa pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye aiva nomukurumbira kwazvo pamakumi matatu avo ndokubva ava mukuru-mukuru wavo, asi pavatatu vaya haana kupasvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavatatu ndiye wakanga ane mbiri kukunda vamwe vaviri, akava mukuru wavo; asi haana kuenzana navatatu vokutanga.
Shona 2009?
Pakati pavatatu ndiye wakanga ane mbiri kukunda vamwe vaviri, akava mukuru wavo; asi haana kuenzana navatatu vokutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavatatu ndiye wakanga ane mbiri kukunda vamwe vaviri, akava mukuru wavo; asi haana kuenzana navatatu vokutanga.