1 Chronicles 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu iɀi ɀakaitwa naBenaya mŋanakomana waJehoyada, wakaŋga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo aiva mabasa aBhenaya mwanakomana waJehoyadha; naiyewo akaita mukurumbira savarume vatatu voumhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi izvi ndizvo zvakaitwa naBhenaya mwana waJehoyadha akazviwanira zita pamwechete namagamba matatu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, akanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona 2009?
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, akanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, akanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.