1 Chronicles 11:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhare dzehondo dzaiʋa: Asaheri munuŋuna waJoabi, naErhanani mŋanakomana waDodo weBeti‐rehemi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume voumhare vaiva: Asaheri munun'una waJoabhu, Erihanani mwanakomana waDhodho aibva kuBheterehema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magamba okurwa muzvikwata zvavo zvehondo ndeaya anoti: Asheri munun'una waJoabhu naErihanani mwanakomana waDhodho wokuBetirehemu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhare dzehondo dzaiva: Ashaheri munun'una waJoabhu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBheterehemu;
Shona 2009?
Mhare dzehondo dzaiva: Ashaheri munun'una waJoabhu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBheterehemu;
Shona SUB 2002 Bible
Mhare dzehondo dzaiva: Ashaheri munun'una waJoabhu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBhetirehemu;