1 Chronicles 11:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naIra mŋanakomana waIkeshi muTekoi, naAbiezeri muAnatoti;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ira mwanakomana waIkeshi aibva kuTekoa, Abhiezeri aibva kuAnatoti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naIra mwanakomana waIkeshi wokuTekowa naAbhiezeru wokuAnatoti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naIra mwanakomana waIkeshi muTekoite, naAbhiezeri muAnatoti;
Shona 2009?
naIra mwanakomana wIkeshi muTekoite, naAbhiezeri muAnatoti;
Shona SUB 2002 Bible
naIra mwanakomana waIkeshi muTekoite, naAbhiezeri muAnatoti;