1 Chronicles 11:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naItai mŋanakomana waRibai weGibea waʋana ʋaBenjamini, naBenaya muPiratoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai mwanakomana waRibhai aibva kuGibhea muBenjamini, Bhenaya muPiratoni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naItai mwanakomana waRibhai wokuGibheya kwaBhenjamini naBhenaya wokuPiratoni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naItai mwanakomana waRibhai weGibhea wavana vaBhenjamini, naBhenaya muPiratoni;
Shona 2009?
naItai mwanakomana waRibhai weGibhiya wavana vaBhenjamini, naBhenaya muPiratoni;
Shona SUB 2002 Bible
naItai mwanakomana waRibhai weGibhia wavana vaBhenjamini, naBhenaya muPiratoni;