1 Chronicles 11:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZereki muAmoni, naNaharai muBeeroti, muɓati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabi mŋanakomana waZeruya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zereki muAmoni, naHarai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhi mwanakomana waZeruya,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naZereki muAmoni naNaharai wokuBheroti mutakuri wezvombo zvehondo zvaJoabhu mwanakomana waZeruya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZereki muAmoni, naNaharai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya;
Shona 2009?
naZereki muAmoni, naNaharai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya;
Shona SUB 2002 Bible
naZereki muAmoni, naNaharai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya;