1 Chronicles 11:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naAdina mŋanakomana waShiza muRubeni, mukuru waʋaRubeni, naʋanamakumi matatu naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhina mwanakomana waShiza muRubheni iye aiva mukuru wavaRubheni, navaya makumi matatu, vaaiva navo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naAdhina mwanakomana waShiza wokuRubheni aiva mutungamiriri wokwaRubheni, chikwata chake chiri makumi matatu avanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naAdhina mwanakomana waShiza muRubheni, mukuru wavaRubheni, navana makumi matatu naye;
Shona 2009?
naAdhina mwanakomana waShiza muRubheni, mukuru wavaRubheni, navana makumi matatu naye;
Shona SUB 2002 Bible
naAdhina mwanakomana waShiza muRubheni, mukuru wavaRubheni, navana makumi matatu naye;