1 Chronicles 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋakaenda kunaDavidi paZikragi, acakaʋanda nokuɗa kwaSauro mŋanakomana waKishi; iʋo ʋaiʋa mhare, ʋaimuɓatsira pakurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo varume vakauya kuna Dhavhidhi paZikiragi achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; uye ndivo vamwe vavarwi vakamubatsira muhondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava ndivo varume vakaenda kuna Dhavhidhi kuZikiragi paye paakanga asingakwanise kufamba pamadiro pamusana paSauro mwanakomana waKishi. Ndivo vamwe vemagamba okurwa hondo vaimubatsira muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vakaenda kuna Dhavhidhi paZikiragi, achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; ivo vaiva mhare, vaimubatsira pakurwa.
Shona 2009?
Ava ndivo vakaenda kuna Dhavhidhi paZikiragi, achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; ivo vaiva mhare, vaimubatsira pakurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vakaenda kuna Dhavhidhi paZikiragi, achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; ivo vaiva mhare, vaimubatsira pakurwa.