1 Chronicles 12:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo kuʋana ʋaGadi ʋaiʋa ʋakuru ʋehondo; muɗuku kwaʋari wakaŋga akaenzana naʋanezana, nomukuru naʋanecuru cezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaGadhi ava ndivo vaiva vatungamiriri vamauto, mudiki ainge akaenzana nezana, uye mukuru ainge akaenzana nechiuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava vokwaGadhi ava ndivo vaiva vakuru vakuru vomuhondo, vadiki vacho vaitungamira zana vakuru vacho nechiuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo kuvana vaGadhi vaiva vakuru vehondo; muduku kwavari akanga akaenzana navane zana, nomukuru navane chiuru chezana.
Shona 2009?
Ndivo kuvana vaGadhi vaiva vakuru vehondo; muduku kwavari akanga akaenzana navane zana, nomukuru navane chiuru chezana.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo kuvana vaGadhi vaiva vakuru vehondo; muduku kwavari akanga akaenzana navane zana, nomukuru navane chiuru chezana.