1 Chronicles 12:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakayambuka Joridani pamŋedzi wokutaŋga, paŋguʋa yarwakafashamira kunhiʋi dzarwo dzose; ʋakadziŋga ʋose ʋakaŋga ʋagere pamipata, kumabvazuʋa nokumaʋirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivava ndivo vaya vakayambuka Jorodhani mumwedzi wokutanga parwainge rwakazara nokumahombekombe uye vakaita kuti vanhu vose vaigara mumipata, kumabvazuva nokumavirira, vatize.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo varume vakayambuka Jorodhani mumwedzi wokutanga rwakazara mhiri nemhiri vakasvikodzvamutsa vaive kumanhika kumabvazuva nokumadokero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakayambuka Jorodhani pamwedzi wokutanga, panguva yarwakafashamira kunhivi dzarwo dzose; vakadzinga vose vakanga vagere pamipata, kumabvazuva nokumavirira.
Shona 2009?
Ndivo vakayambuka Jorodhani pamwedzi wokutanga, panguva yarwakafashamira kunhivi dzarwo dzose; vakadzinga vose vakanga vagere pamipata, kumabvazuva nokumavirira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakayambuka Jodhani pamwedzi wokutanga, panguva yarwakafashamira kunhivi dzarwo dzose; vakadzinga vose vakanga vagere pamipata, kumabvazuva nokumavirira.