1 Chronicles 12:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kuwanda kwaʋakuru ʋakashoŋgera kurwa, ʋakaenda kunaDavidi paHebroni, kuzodzosera ʋushe bgaSauro kwaari, seɀakarebga naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku ndiko kuwanda kwavarume vakapakata zvombo kuti vandorwa, vakauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni kuti vatore umambo hwaSauro vahupe kwaari, sezvazvakanga zvarehwa naJehovha:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uhwu ndouwandi hwezvikwata zvehondo zvakauya kuna Dhavhidhi kuHebhuroni kuzobvisa umambo kuna Sauro vachihuisa kuna Dhavhidhi sokutaura kwakaita Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kuwanda kwavakuru vakashongera kurwa, vakaenda kuna Dhavhidhi paHebhuroni, kuzodzosera ushe hwaSauro kwaari, sezvakarehwa naJehovha.
Shona 2009?
Ndiko kuwanda kwavakuru vakashongera kurwa, vakaenda kuna Dhavhidhi paHebhuroni, kuzodzosera ushe hwaSauro kwaari, sezvakarehwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kuwanda kwavakuru vakashongera kurwa, vakaenda kuna Dhavhidhi paHebhuroni, kuzodzosera ushe hwaSauro kwaari, sezvakarehwa naJehovha.