1 Chronicles 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaJuda, ʋakaŋga ʋakashoŋga nhoʋo nepfumo, ʋaiʋa neɀuru ɀitanhatu namazana masere, ʋakaŋga ʋakashoŋgera kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vokwaJudha vakanga vakatakura nhoo namapfumo vaiva zviuru zvitanhatu namazana masere uye akapakata zvombo kuti vandorwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokwaJudha: vokurwa nenhoo nepfumo vaiva zviuru zvitanhatu zvina mazana masere avarwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaJudha, vakanga vakashonga nhoo nepfumo, vaiva nezviuru zvitanhatu namazana masere, vakanga vakashongera kurwa.
Shona 2009?
Vana vaJudha, vakanga vakashonga nhovo nepfumo, vaiva nezviuru zvitanhatu namazana masere, vakanga vakashongera kurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaJudha, vakanga vakashonga nhoo nepfumo, vaiva nezviuru zvitanhatu namazana masere, vakanga vakashongera kurwa.