1 Chronicles 12:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZadoki, jaya raiʋa nesimba noʋumhare, naʋeimba yaɓaɓa ʋake, ʋakuru ʋanamakumi maʋiri naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naZadhoki, murwi wechidiki aiva akashinga, navakuru vamapoka makumi maviri navaviri kubva kumhuri yake;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zadhoki: mvumba chaiyo, gamba rechidikii rokurwa hondo aiva navatungamiriri vehondo makumi maviri vemba yokwababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZadhoki, jaya raiva nesimba noumhare, naveimba yababa vake, vakuru vana makumi maviri navaviri.
Shona 2009?
naZadhoki, jaya raiva nesimba noumhare, naveimba yababa vake, vakuru vana makumi maviri navaviri.
Shona SUB 2002 Bible
naZadhoki, jaya raiva nesimba noumhare, naveimba yababa vake, vakuru vana makumi maviri navaviri.