1 Chronicles 12:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuʋana ʋaBenjamini, hama dzaSauro, ɀuru ɀitatu; nokuti kuȿikira paŋguʋa iyo ʋazhinji ʋaʋo ʋakaramba ʋakanamatira imba yaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
varume vokwaBenjamini, hama dzaSauro vaiva zviuru zvitatu vazhinji vavo vakanga vamboramba vachitevera Sauro kusvikira musi uyu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaBhenjamini: hama dzokwaSauro vari zviuru zvitatu vazhinji vavo vakanga vachitsigirana nevemba yokwaSauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuvana vaBhenjamini, hama dzaSauro, zviuru zvitatu; nokuti kusvikira panguva iyo vazhinji vavo vakaramba vakanamatira imba yaSauro.
Shona 2009?
Kuvana vaBhenjamini, hama dzaSauro, zviuru zvitatu; nokuti kusvikira panguva iyo vazhinji vavo vakaramba vakanamatira imba yaSauro.
Shona SUB 2002 Bible
Kuvana vaBhenjamini, hama dzaSauro, zviuru zvitatu; nokuti kusvikira panguva iyo vazhinji vavo vakaramba vakanamatira imba yaSauro.