1 Chronicles 12:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuʋana ʋaIsakari, ʋarume ʋaiziʋa ŋguʋa ɀakanaka, ʋuye kuti ʋaIsraeri ʋanofanira kuitei, ʋakuru ʋaʋo ʋaiʋa mazana maʋiri; hama dzaʋo dzose dzairairwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
varume vokwaIsakari vainzwisisa nguva uye vaiziva kuti Israeri yaifanira kuitei, vaiva vakuru mazana maviri nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaIsakari: varume vainzwisisa mamiriro ezvinhu panguva iyoyo, vaiziva zvinofanira kuti zviitwe navaIsiraeri, madzishe anosvika mazana maviri pamwechete nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti vaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.
Shona 2009?
Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti vaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti VaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.