1 Chronicles 12:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
KuʋaNaftari ʋakuru ʋanecuru cimŋe, ʋuye ʋamŋe ʋakaŋga ʋakaɓata nhoʋo nepfumo ʋaiʋa naʋo, ɀuru ɀinamakumi matatu neɀinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
varume vokwaNafutari vaiva chiuru chavakuru vamapoka, pamwe chete nezviuru makumi matatu nezvinomwe zvavarume vakanga vakatakura nhoo namapfumo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaNafutari: vaiva nechiuru chavatungamiriri chaiva namakumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvavarume vaingewo vakapakata nhoo namapfumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
KuvaNafutari vakuru vane chiuru chimwe, uye vamwe vakanga vakabata nhoo nepfumo vaiva navo, zviuru zvina makumi matatu nezvinomwe.
Shona 2009?
KuvaNafutari vakuru vane chiuru chimwe, uye vamwe vakanga vakabata nhovo nepfumo vaiva navo, zviuru zvina makumi matatu nezvinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
KuvaNafutari vakuru vane chiuru chimwe, uye vamwe vakanga vakabata nhoo nepfumo vaiva navo, zviuru zvina makumi matatu nezvinomwe.