1 Chronicles 12:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
KuʋaDani ʋaigona kuroŋgedza hondo, ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀisere namazana matanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
varume vokwaDhani, vakanga vakagadzirira kurwa, zviuru makumi maviri nezvisere namazana matanhatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaDhani: kwaiva namakumi maviri ezviuru ane zviuru zvisere zvine mazana matanhatu avarwi vaiva vakapakata zvombo zvehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
KuvaDhani vaigona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi maviri nezvisere namazana matanhatu.
Shona 2009?
KuvaDhani vaigona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi maviri nezvisere namazana matanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
KuvaDhani vaigona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi maviri nezvisere namazana matanhatu.