1 Chronicles 12:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
KuʋaAsheri, aʋo ʋaigona kufamba namapoka, nokugona kuroŋgedza hondo, ɀuru ɀinamakumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
varume vokwaAsheri, vakanga vane unyanzvi hwokurwa uye vakagadzirira kurwa, vaiva zviuru makumi matanhatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaAsheri: vaiva makumi mana ezviuru zvavarwi vaikwanisa kuenda kuhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
KuvaAsheri, avo vaigona kufamba namapoka, nokugona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi mana.
Shona 2009?
KuvaAsheri, avo vaigona kufamba namapoka, nokugona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
KuvaAsheri, avo vaigona kufamba namapoka, nokugona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi mana.