1 Chronicles 12:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naIshmaya muGibeoni, mhare pakati paʋanamakumi matatu, wairaira ʋanamakumi matatu; naJeremia, naJahazieri, naJohanani, naJozabadi muGederati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naIshimaya muGibheoni, aiva mhare pakati paMakumi Matatu; aiva mutungamiri waMakumi Matatu; Jeremia, Jahazieri, Johanani; Jozabadhi muGedherati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naIshimaya wokuGibheoni akanga ari gamba rokurwa hondo pamwechete naaye makumi matatu aivawo mutungamiriri wamakumi matatu paivawo naJeremiya naJahazieri naJohanani naJozabhadhi wokuGedhera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naIshimaya muGibheoni, mhare pakati pavana makumi matatu, wairaira vana makumi matatu; naJeremiya, naJahazieri, naJohanani, naJozabhadhi muGedherati;
Shona 2009?
naIshimaya muGibhiyoni, mhare pakati pavana makumi matatu, wairaira vana makumi matatu; naJeremiya, naJahazieri, naJohwanani, naJozabhadhi muGedherati;
Shona SUB 2002 Bible
naIshimaya muGibheoni, mhare pakati pavana makumi matatu, wairaira vana makumi matatu; naJeremiya, naJahazieri, naJohanani, naJozabhadhi muGedherati;