1 Chronicles 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ezeri wakaŋga ari mukuru, wecipiri Obadia, wecitatu Eriabi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ezeri ndiye aiva mukuru, Obhadhia ari wechipiri, aiva Erizabhadhi wechipfumbamwe, Eriabhi ari wechitatu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuru wavo aiva Ezeru achiteverwa naObhadhiya wechitatu ari Eriyabhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ezeri akanga ari mukuru, wechipiri Obhadhiya, wechitatu Eriabhi;
Shona 2009?
Ezeri akanga ari mukuru, wechipiri Obhadhiya, wechitatu Eriabhi;
Shona SUB 2002 Bible
Ezeri akanga ari mukuru, wechipiri Obhadhiya, wechitatu Eriyabhi;