1 Chronicles 13:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kwaJehova kukamukira Uza, akamuʋuraya, nokuti wakatambanudza ruʋoko rwake kuti aɓate areka; akafira’po pamberi paMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaJehovha kwakamukira Uza akamuuraya nokuti akanga atambanudza ruoko rwake akabata areka. Saka akafa pakarepo pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akavirukira Uza nehasha akabva amuuraya nokuti akabata bhokisi rechitenderano. Akabva afira ipapo pana Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwaJehovha kukamukira Uza, akamuuraya, nokuti akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka; akafirapo pamberi paMwari.
Shona 2009?
Kutsamwa kwaJehovha kukamukira Uza, akamuuraya, nokuti akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka; akafirapo pamberi paMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwaJehovha kukamukira Uza, akamuuraya, nokuti akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka; akafirapo pamberi paMwari.