1 Chronicles 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatya Mŋari nomusi uyo, akati: Ndiŋgaisa areka yaMŋari kumusha kwaŋgu seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatya Mwari zuva iroro uye akabvunza achiti, “Ko, ndingadzosa areka yaMwari kwandiri seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyu, Dhavhidhi akatya Mwari akati, “Zvino bhokisi raMwari rechitenderano, kwangu uku, ringasvike sei pakadai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatya Mwari nomusi uyo, akati, “Ndingaisa areka yaMwari kumusha kwangu seiko?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatya Mwari nomusi uyo, akati, "Ndingaisa areka yaMwari kumusha kwangu seiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatya Mwari nomusi uyo, akati, “Ndingaisa areka yaMwari kumusha kwangu seiko?”