1 Chronicles 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tidzosere ɀe areka yaMŋari weɗu kwatiri, nokuti hatina‐kuiraŋgarira pamazuʋa aSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngatidzorei areka yaMwari wedu kwatiri zvakare, nokuti izvi hatina kuzvibvunza panguva yokutonga kwaSauro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tidzosere bhokisi raMwari wedu rechitenderano kuno nokuti pamazuva aSauro takaita sokurishaira hanya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tidzoserezve areka yaMwari wedu kwatiri, nokuti hatina kuirangarira pamazuva aSauro.”
Shona 2009?
tidzoserezve areka yaMwari wedu kwatiri, nokuti hatina kuirangarira pamazuva aSauro."
Shona SUB 2002 Bible
tidzoserezve areka yaMwari wedu kwatiri, nokuti hatina kuirangarira pamazuva aSauro.”