1 Chronicles 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋgano yose ikatenda kuɀiita; nokuti ʋanhu ʋose ʋakati ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yakabvuma kuita izvi, nokuti zvairatidzika kunge zvakanaka kuvanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano rose rakabvuma kuita saizvozvo nokuti zvakafadza vanhu vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungano yose ikatenda kuzviita; nokuti vanhu vose vakati zvakanaka.
Shona 2009?
Ungano yose ikatenda kuzviita; nokuti vanhu vose vakati zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ungano yose ikatenda kuzviita; nokuti vanhu vose vakati zvakanaka.