1 Chronicles 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akaʋuŋganidza ʋaIsraeri ʋose, kubva paShihori irwo rukoʋa rweEgipita, kuȿikira paʋanopinda paHamati; kuti ʋatore areka yaMŋari paKiriati‐jearimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akaunganidza vaIsraeri vose kubva kuRwizi Shihori muIjipiti kusvika kuRebho Hamati, kuti vatore areka yaMwari kubva kuKiriati Jearimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Dhavhidhi akaunganidza vanhu vose kubvira kuShihori yokuIjipiti kusvikira tava kuda kusvika kuHamati kuti bhokisi raMwari rindotorwa kuKiriatijearimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akaunganidza vaIsiraeri vose, kubva paShihori irwo rukova rweIjipiti, kusvikira pavanopinda paHamati, kuti vatore areka yaMwari paKiriatijearimi.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akaunganidza vaIsiraeri vose, kubva paShihori irwo rukova rweIjipiti, kusvikira pavanopinda paHamati, kuti vatore areka yaMwari paKiriatijearimi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akaunganidza VaIsiraeri vose, kubva paShihori irwo rukova rweIjipiti, kusvikira pavanopinda paHamati, kuti vatore areka yaMwari paKiriatijearimi.