1 Chronicles 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatakura areka yaMŋari paŋgoro itȿa, ʋakaibvisa paimba yaAbinadabi; Uza naAhio ʋakafambisa ŋgoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatakura areka yaMwari kubva muimba yaAbhinadhabhi iri mungoro itsva, Uza naAhio vakaitungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatakura bhokisi raMwari rechitenderano racho pachikochikari chitsva kubva kumba yokwaAbhinadhabhu, vanaUza naAhio ndovaichayira chikochikari chitsva ichi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatakura areka yaMwari pangoro itsva, vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu; Uza naAhio vakafambisa ngoro.
Shona 2009?
Vakatakura areka yaMwari pangoro itsva, vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu; Uza naAhio vakafambisa ngoro.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatakura areka yaMwari pangoro itsva, vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu; Uza naAhio vakafambisa ngoro.