1 Chronicles 13:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciȿika paɓuriro raKidoni, Usa akatambanudza ruʋoko rwake kuti aɓate areka, nokuti nzombe dzakaŋga dzogumburwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakasvika paburiro raKidhoni, Uza akatambanudza ruoko rwake kuti atsigire areka nokuti nzombe dzakanga dzagumburwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vasvika paburiro rokwaKidhoni, Uza akabata bhokisi rechitenderano kurigamha nokuti nzombe dzakanga dzati dzadzarikei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachisvika paburiro raKidhoni, Uza akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka, nokuti nzombe dzakanga dzogumburwa.
Shona 2009?
Zvino vakati vachisvika paburiro raKidhoni, Uza akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka, nokuti nzombe dzakanga dzogumburwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachisvika paburiro raKidhoni, Uza akatambanudza ruoko rwake kuti abate areka, nokuti nzombe dzakanga dzogumburwa.