1 Chronicles 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ucinzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibarsami, ipapo unofanira kundorwa; nokuti Mŋari wakutuŋgamirira kundoparadza hondo yaʋaFiristia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunotanga kunzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibharisamu, unofanira kubuda kundorwa, nokuti zvichange zvichireva kuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFiristia.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paunozongonzwa chete mutsindo wokufamba pamusoro pemiti yemibharisamu mobva mati navo koke koke kuvarwisa nokuti Tenzi anenge atotungamira mberi kwenyu kundorwisa hondo dzavaFirisitia.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana uchinzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibharisami, ipapo unofanira kundorwa; nokuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFirisitia.”
Shona 2009?
Zvino kana uchinzwa kutinhira kokufamba pamisoro yemiti yemibharisami, ipapo unofanira kundorwa; nokuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFirisitia."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana uchinzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibharisami, ipapo unofanira kundorwa; nokuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFirisitia.”