1 Chronicles 14:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaita seɀaakarairwa naMŋari; ʋakaparadza hondo yaʋaFiristia kubva paGibeoni kuȿikira paGezeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akaita sokurayirwa kwaakanga aitwa naMwari, uye vakaparadza hondo yavaFiristia, kubva kuGibheoni, kusvika kuGezeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akaita zvaakaudzwa naTenzi akarakatisa kuuraya hondo yevaFirisitia kubvira kuGibheoni kusvikira kuGezeru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaita sezvakarairwa naMwari; vakaparadza hondo yavaFirisitia kubva paGibheoni kusvikira paGezeri.
Shona 2009?
Dhavhidhi akaita sezvakarairwa naMwari; vakaparadza hondo yavaFirisitia kubva paGibhiyoni kusvikira paGezeri.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akaita sezvakarairwa naMwari; vakaparadza hondo yavaFirisitia kubva paGibheoni kusvikira paGezeru.