1 Chronicles 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbiri yaDavidi ikaɓuɗira kunyika dzose; Jehova akavundusa marudzi ose pamsoro pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mukurumbira waDhavhidhi wakapararira nenyika yose uye Jehovha akaita kuti marudzi ose amutye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zita raDhavhidhi rakaenda mbiri nyika dzose, uyewo Tenzi akapinza mweya wokumutya mundudzi dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbiri yaDhavhidhi ikabudira kunyika dzose; Jehovha akavhundusa marudzi ose pamusoro pake.
Shona 2009?
Mbiri yaDhavhidhi ikabudira kunyika dzose; Jehovha akavhundusa marudzi ose pamusoro pake.
Shona SUB 2002 Bible
Mbiri yaDhavhidhi ikabudira kunyika dzose; Jehovha akavhundusa marudzi ose pamusoro pake.