1 Chronicles 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaʋona kuti Jehova wakamusimbisa kuti aʋe mambo waIsraeri; nokuti ʋushe bgake bgakaŋga bgakudzwa kwaɀo nokuɗa kwaʋanhu ʋake Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha akamusimbisa samambo pamusoro peIsraeri uye kuti umambo hwake hwakanga hwakudzwa kwazvo nokuda kwavanhu vake Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akazviona kuti Tenzi akanga aita kuti umambo hwake hwokwaIsiraeri hudzike midzi, uye kuti akanga asimudzira zvikuru kwazvo umambo hwake pamusana pavanhu vake vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaona kuti Jehovha akamusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri; nokuti ushe hwake hwakanga hwakudzwa kwazvo nokuda kwavanhu vake Isiraeri.
Shona 2009?
Dhavhidhi akaona kuti Jehovha akamusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri, nokuti ushe hwake hwakanga hwakudzwa kwazvo nokuda kwavanhu vake Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akaona kuti Jehovha akamusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri; nokuti ushe hwake hwakanga hwakudzwa kwazvo nokuda kwavanhu vake Isiraeri.