1 Chronicles 14:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiwo mazita aʋana ʋaakaŋga anaʋo paJerusarema: Shamua, naShobabi, naNatani, naSoromoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mazita avana vaakaberekerwa ikoko: Shamua, Shobhabhi, Natani, Soromoni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazita avana vake vakaberekerwa kuJerusaremu ndeaya anoti: Shamua naShobhabhu naNatani naSoromoni;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiwo mazita avana vaakanga anavo paJerusaremu: Shamua, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni;
Shona 2009?
Zvino ndiwo mazita avana vaakanga anavo paJerusaremu: Shamua, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiwo mazita avana vaakanga anavo paJerusaremu: Shamua, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni;