1 Chronicles 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nemhaka yokuti hamuna kuitakura pakutaŋga, Jehova Mŋari weɗu wakatiroʋa, nokuti hatina‐kumutȿaka seɀatakarairwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaitika nokuti imi vaRevhi hamuna kukwira neareka pakutanga paya Jehovha Mwari wedu paakatiratidza kutsamwa kukuru. Hatina kunge tabvunza kwaari kuti tingazviite sei nenzira yakarayirwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti pakutanga paye hamuna kuritakura imi, Tenzi, Mwari wedu akatipinza mudambudziko nokuti hatina kunge taribata nomutoo waro wakatemwa kuti uitwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti nemhaka yokuti hamuna kuitakura pakutanga, Jehovha Mwari wedu akatirova, nokuti hatina kumutsvaka sezvatakarairwa.”
Shona 2009?
"Nokuti nemhaka yokuti hamuna kuitakura pakutanga, Jehovha Mwari wedu akatirova, nokuti hatina kumutsvaka sezvatakarairwa."
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti nemhaka yokuti hamuna kuitakura pakutanga, Jehovha Mwari wedu akatirova, nokuti hatina kumutsvaka sezvatakarairwa.”