1 Chronicles 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaprista naʋaRevi ʋakaɀinatsa, kuti ʋakwire neareka yaJehova Mŋari waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaprista navaRevhi vakazvinatsa kuti vakwire neareka yaJehovha Mwari waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vapristi nevaRevhi vakazvichenura kuitira kuti vandounza bhokisi rechitenderano raTenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vapristi navaRevhi vakazvinatsa, kuti vakwire neareka yaJehovha Mwari waIsiraeri.
Shona 2009?
Naizvozvo vaprista navaRevhi vakazvinatsa, kuti vakwire neareka yaJehovha Mwari waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vapristi navaRevhi vakazvinatsa, kuti vakwire neareka yaJehovha Mwari waIsiraeri.